Rute 3:16 - Shona BIBLE16 Zvino wakati achisvika kuna vamwene vake, ivo vakati, “Zvazodiniko mwana wangu?” Akavaudza zvose zvaakanga aitirwa nomurume uya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino wakati aciȿika kuʋamŋene ʋake, iʋo ʋakati: Ɀazoɗiniko mŋana waŋgu? akaʋaʋudza ɀose ɀaakaŋga aitirwa nomurume uya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Zvino wakati achisvika kuna vamwene vake, ivo vakati, “Zvazodiniko mwana wangu?” Akavaudza zvose zvaakanga aitirwa nomurume uya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Paakasvika kuna vamwene vake, vakamubvunza kuti, “Zvafamba sei mwanangu?” Iye ndokuvataurirawo zvose zvaakanga aitirwa nomurume iyeyo See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Paakasvika kuna vamwene vake, vakamubvunza kuti, “Zvafamba sei mwanangu?” Iye ndokuvataurirawo zvose zvaakanga aitirwa nomurume iyeyo See the chapter |