Rute 3:1 - Shona BIBLE1 Zvino Naomi, vamwene vake, akati kwaari, “Mwanasikana wangu, handifaniri kukutsvakira zororo, kuti ufare here? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Naome, ʋamŋene ʋake, akati kwaari: Mŋanasikana waŋgu, handifaniri kukutȿakira zororo, kuti ufare here? See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Naomi, vamwene vake, akati kwaari, “Mwanasikana wangu, handifaniri kukutsvakira zororo, kuti ufare here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naomi akataurira muroora wake achiti, “Mwanangu ndafunga zvokukutsvakira kuti uitewo imba yako uwanewo pokunyatsogara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Naomi akataurira muroora wake achiti, “Mwanangu ndafunga zvokukutsvakira kuti uitewo imba yako uwanewo pokunyatsogara. See the chapter |