Online Bible

- Advertisements -

Rute 2:9 - Shona BIBLE

9 Meso ako ngaarambe achitarira munda wavanocheka, newe uvatevere; ndakaraira majaya angu kuti varege kukutambudza. Kana ukanzwa nyota, enda hako kumidziyo, unwe mvura yakatekwa namajaya.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Meso ako ŋgaarambe acitarira munda waʋanoceka, newe uʋateʋere; ndakaraira majaya aŋgu kuti ʋarege kukutambudza. Kana ukanzwa nyota, enda hako kumidziyo, unwe mvura yakatekwa namajaya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Meso ako ngaarambe achitarira munda wavanocheka, newe uvatevere; ndakaraira majaya angu kuti varege kukutambudza. Kana ukanzwa nyota, enda hako kumidziyo, unwe mvura yakatekwa namajaya.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ziso rako ngarirege kubva pamunda wavanenge vachikohwa urambe uchingovatevera. Ndaudza vakomana ava kuti varege kuwana chakaipa chavanoita kwauri. Kana wava nenyota woendawo kumidziyo uko wondonwa mvura inenge yatekwa navashandi ava.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ziso rako ngarirege kubva pamunda wavanenge vachikohwa urambe uchingovatevera. Ndaudza vakomana ava kuti varege kuwana chakaipa chavanoita kwauri. Kana wava nenyota woendawo kumidziyo uko wondonwa mvura inenge yatekwa navashandi ava.”

See the chapter Copy

Rute 2:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements