Rute 2:8 - Shona BIBLE8 Ipapo Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa hako, mwanasikana wangu. Usandounganidza kuno mumwe munda, uye usabva pano, asi urambire pano kuvasikana vangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo Boazi akati kunaRute: Cinzwa hako, mŋanasikana waŋgu. Usandoʋuŋganidza kunomumŋe munda, ʋuye usabva pano, asi urambire pano kuʋasikana ʋaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa hako, mwanasikana wangu. Usandounganidza kunomumwe munda, uye usabva pano, asi urambire pano kuvasikana vangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa mwanangu, chirega zvako kuzvinetsa nokusweroenda kundofuhwa kune mimwe minda, asi ramba wakati kwati navasikana ava. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Bhoazi akati kuna Rute, “Chinzwa mwanangu, chirega zvako kuzvinetsa nokusweroenda kundofuhwa kune mimwe minda, asi ramba wakati kwati navasikana ava. See the chapter |