Online Bible

- Advertisements -

Rute 2:7 - Shona BIBLE

7 iye akati, ‘Nditendereiwo ndiunganidze, ndinonge shure kwavacheki pakati pezvisote,’ naizvozvo akauya, akaswerapo kubva mangwanani kusvikira zvino, asi wakagara mumba nguva duku.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 iye akati: Nditenderei ʋo ndiʋuŋganidze, ndinoŋge shure kwaʋaceki pakati peɀisote; naiɀoɀo akaʋuya, akaswera’po kubva maŋgwanani kuȿikira ɀino; asi wakagara mumba ŋguʋa ɗuku.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 iye akati, ‘Nditendereiwo ndiunganidze, ndinonge shure kwavacheki pakati pezvisote,’ naizvozvo akauya, akaswerapo kubva mangwanani kusvikira zvino, asi wakagara mumba nguva duku.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 akati, ‘Mungandibvumirewo here kufuhwa zvangu ndichitevera panenge pabva vakohwi, napane zvisote.’ Saka auya akashanda kubvira mangwanani-ngwanani kusvikira iye zvino, angozorora kwekanguva kaduku mudumba umo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 akati, ‘Mungandibvumirewo here kufuhwa zvangu ndichitevera panenge pabva vakohwi, napane zvisote.’ Saka auya akashanda kubvira mangwanani-ngwanani kusvikira iye zvino, angozorora kwekanguva kaduku mudumba umo.”

See the chapter Copy

Rute 2:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements