Rute 2:5 - Shona BIBLE5 Bhoazi akati kumuranda wake wakanga ari mutariri wavacheki, “Musikana uyu ndowaaniko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Boazi akati kumuranda wake wakaŋga ari mutariri waʋaceki: Musikana uyu ndowaniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Bhoazi akati kumuranda wake wakanga ari mutariri wavacheki, “Musikana uyu ndowaaniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Bhoazi akabvunza mushandi wake aitungamirira vakohwi kuti, “Ko mukadzi uyu ndowokwaani?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Bhoazi akabvunza mushandi wake aitungamirira vakohwi kuti, “Ko mukadzi uyu ndowokwaani?” See the chapter |