Online Bible

- Advertisements -




Rute 2:19 - Shona BIBLE

19 Ipapo vamwene vake vakati kwaari, “Wandounganidzepiko nhasi? Wandobata basa kupiko? Iye wakava nehanya newe ngaaropafadzwe.” Akaudza vamwene vake kuti wakandobata basa kuna ani, akati, “Zita romurume wandakandobata kwaari nhasi ndiBhoazi.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ipapo ʋamŋene ʋake ʋakati kwaari: Wandoʋuŋganidzepiko nhasi? Wandoɓate‐ɓasa kupiko? Iye wakaʋa nehanya newe ŋgaaropafadzwe. Akaʋudza ʋamŋene ʋake kuti wakandoɓate‐ɓasa kunani, akati: Zita romurume wandakandoɓata kwaari nhasi ndiBoazi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ipapo vamwene vake vakati kwaari, “Wandounganidzepiko nhasi? Wandobata basa kupiko? Iye wakava nehanya newe ngaaropafadzwe.” Akaudza vamwene vake kuti wakandobata basa kunaani, akati, “Zita romurume wandakandobata kwaari nhasi ndiBhoazi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vamwene vake vakati kwaari, “Wafuhwa kupiko nhasi? Waita basa kupi? Ndiani zvake akucheukawo iyeyo?” Akataurira vamwene vake kuti ndokwavani kwaakanga ashanda. Akati, “Zita romurume wokwandashanda nhasi ndiBhoazi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vamwene vake vakati kwaari, “Wafuhwa kupiko nhasi? Waita basa kupi? Ndiani zvake akucheukawo iyeyo?” Akataurira vamwene vake kuti ndokwavani kwaakanga ashanda. Akati, “Zita romurume wokwandashanda nhasi ndiBhoazi.”

See the chapter Copy




Rute 2:19

Follow us:

Advertisements


Advertisements