Rute 2:10 - Shona BIBLE10 Ipapo akawira pasi nechiso chake, akakotamira pasi, akati kwaari, “Ndanzwirwa nyasha nemi neiko, kuti muve nehanya neni, zvandiri mutorwa hangu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo akawira pasi neciso cake, akakotamira pasi, akati kwaari: Ndanzwirwa nyasha nemi neiko, kuti muʋe nehanya neni, ɀandiri mutorwa haŋgu? See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo akawira pasi nechiso chake, akakotamira pasi, akati kwaari, “Ndanzwirwa nyasha nemi neiko, kuti muve nehanya neni, zvandiri mutorwa hangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Rute akapfugama ndokutyora uso akati, “Zvandibvira nepiko kuti mundiitirewo mwoyochena wakadai wokundicheukawo kudai ini zvangu mutorwa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Rute akapfugama ndokutyora uso akati, “Zvandibvira nepiko kuti mundiitirewo mwoyochena wakadai wokundicheukawo kudai ini zvangu mutorwa?” See the chapter |