Online Bible

- Advertisements -

Ruka 9:9 - Shona BIBLE

9 Herodhi akati, “Johani ndakamugura musoro; zvino ndianiko uyu, wandinonzwa zvinhu zvakadai pamusoro pake?” Akatsvaka kumuona.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Herode akati: Johane ndakamugura musoro; ɀino ndianiko uyu, wandinonzwa ɀinhu ɀakaɗai pamsoro pake? Akatȿaka kumuʋona.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Herodhi akati, “Johani ndakamugura musoro; zvino ndianiko uyu, wandinonzwa zvinhu zvakadai pamusoro pake?” Akatsvaka kumuona.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Herodhi akati, “Johani ndakamudimbura musoro. Ko uyu ndiani wandinonzwa zvinhu zvakadai nezvake.” Naizvozvo aitsvaga kuti angamuone sei.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Herodhi akati, “Johani ndakamudimbura musoro. Ko uyu ndiani wandinonzwa zvinhu zvakadai nezvake.” Naizvozvo aitsvaga kuti angamuone sei.

See the chapter Copy

Ruka 9:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements