Ruka 9:47 - Shona BIBLE47 Asi Jesu, zvaakanga achiziva kufunga kwemwoyo yavo, akatora mwana muduku, akamuisa parutivi rwake, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Asi Jesu, ɀaakaŋga aciziʋa kufuŋga kwemŋoyo yaʋo, akatora mŋana muɗuku, akamuisa parutiʋi rwake, See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Asi Jesu, zvaakanga achiziva kufunga kwemwoyo yavo, akatora mwana muduku, akamuisa parutivi rwake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Jesu paakaona pfungwa dzaiva mumwoyo mavo akatora mwana muduku akamuisa parutivi pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Jesu paakaona pfungwa dzaiva mumwoyo mavo akatora mwana muduku akamuisa parutivi pake. See the chapter |