Online Bible

- Advertisements -

Ruka 9:33 - Shona BIBLE

33 Zvino vakati voparadzana naye, Petirosi akati kuna Jesu, “Tenzi, zvakanaka, zvatiri pano; ngativake matumba matatu, rimwe renyu, rimwe raMosesi, rimwe raEriya, asingazivi zvaanoreva.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino ʋakati ʋoparadzana naye, Petro akati kunaJesu: Tenzi, ɀakanaka ɀatiri pano; ŋgatiʋake matumba matatu, rimŋe renyu, rimŋe raMosesi, rimŋe raEria, asiŋgaziʋi ɀaanoreʋa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino vakati voparadzana naye, Petirosi akati kuna Jesu, “Tenzi, zvakanaka, zvatiri pano; ngativake matumba matatu, rimwe renyu, rimwe raMosesi, rimwe raEria, asingazivi zvaanoreva.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Varume vaya pavakanga vavakuparadzana naye, Pita akati kuna Jesu, “Tenzi, zvatinakira kuti tive pano. Regai tiite matumba matatu rimwe renyu, rimwe raMosesi nerimwe raEriya.” Akanga asingachazivi zvaaitaura.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Varume vaya pavakanga vavakuparadzana naye, Pita akati kuna Jesu, “Tenzi, zvatinakira kuti tive pano. Regai tiite matumba matatu rimwe renyu, rimwe raMosesi nerimwe raEriya.” Akanga asingachazivi zvaaitaura.

See the chapter Copy

Ruka 9:33

Follow us:

Advertisements

Advertisements