Ruka 9:25 - Shona BIBLE25 Nokuti munhu achabatsirwa neiko, kana awana nyika yose, akazvirasa nokuzvitadzira? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti munhu ucaɓatsirweiko, kana awana nyika yose, akaɀirasha nokuɀitadzira? See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti munhu achabatsirweiko, kana awana nyika yose, akazvirasa nokuzvitadzira? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti zvinobatsireiko munhu kuwana zvinhu zvapasi pose asi achizvirasa achizviparadza iye pachake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nokuti zvinobatsireiko munhu kuwana zvinhu zvapasi pose asi achizvirasa achizviparadza iye pachake. See the chapter |