Ruka 9:23 - Shona BIBLE23 Zvino akati kuna vose, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake zuva rimwe nerimwe, anditevere. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino wakati kunaʋose: Kana munhu aciɗa kuʋuya shure kwaŋgu, ŋgaaɀirambe, asimudze mucinjikwa wake zuʋa rimŋe nerimŋe, anditeʋere. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Zvino akati kuna vose, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake zuva rimwe nerimwe, anditevere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Jesu akati kuna vose, “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake zuva nezuva achinditevera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Jesu akati kuna vose, “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake zuva nezuva achinditevera. See the chapter |