Ruka 9:18 - Shona BIBLE18 Zvino akati achinyengetera ari oga, vadzidzi vake vakanga vanaye; akavabvunza, achiti, “Vanhu vazhinji vanoti ndini aniko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino wakati acinyeŋgetera ari oga, ʋadzidzi ʋake ʋakaŋga ʋanaye; akaʋabvunza, aciti: Ʋanhu ʋazhinji ʋanoti ndini aniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvino akati achinyengetera ari oga, vadzidzi vake vakanga vanaye; akavabvunza, achiti, “Vanhu vazhinji vanoti ndini aniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvakaitika kuti zvaakanga achinamata oga, vadzidzi vakanga vanaye. Akavabvunza kuti, “Ko vanhu vanonditi ndini ani?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvakaitika kuti zvaakanga achinamata oga, vadzidzi vakanga vanaye. Akavabvunza kuti, “Ko vanhu vanonditi ndini ani?” See the chapter |