Ruka 9:13 - Shona BIBLE13 Asi iye akati kwavari, “Muvape imi, vadye.” Vakati, “Isu hatine nezvingwa zvingapfuura zvishanu, nehove mbiri, asi kana tikaenda kundotengera vanhu vose zvokudya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi iye akati kwaʋari: Muʋapei imi, ʋadye. Ʋakati: Isu hatineɀiŋgwa ɀiŋgapfuʋura ɀishanu, nehoʋe mbiri, asi kana tikaenda kundoteŋgera ʋanhu aʋa ʋose ɀokudya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Asi iye akati kwavari, “Muvape imi, vadye.” Vakati, “Isu hatine nezvingwa zvingapfuura zvishanu, nehove mbiri, asi kana tikaenda kundotengera vanhu vose zvokudya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi iye akati kwavari, “Vapei iyemi zvokudya.” Ivowo vakati tinongova nezvingwa zvishanu nehove mbiri chete kunze kokunge tatondotengera vanhu ava vose chokudya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi iye akati kwavari, “Vapei iyemi zvokudya.” Ivowo vakati tinongova nezvingwa zvishanu nehove mbiri chete kunze kokunge tatondotengera vanhu ava vose chokudya. See the chapter |