Online Bible

- Advertisements -

Ruka 8:40 - Shona BIBLE

40 Zvino Jesu akati achidzoka, vazhinji vakamugamuchira; nokuti vose vakanga vakamumirira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ɀino Jesu wakati acidzoka, ʋazhinji ʋakamugamucira; nokuti ʋose ʋakaŋga ʋakamumirira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Zvino Jesu akati achidzoka, vazhinji vakamugamuchira; nokuti vose vakanga vakamumirira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Jesu paakadzoka, chita chavanhu chakamugamuchira nokuti vose vakanga vakamumirira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Jesu paakadzoka, chita chavanhu chakamugamuchira nokuti vose vakanga vakamumirira.

See the chapter Copy

Ruka 8:40

Follow us:

Advertisements

Advertisements