Ruka 8:4 - Shona BIBLE4 Zvino vanhu vazhinji zhinji vakati vaungana, navakanga vabva kumaguta ose vakasvika kwaari, akataura nomufananidzo, akati, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakati ʋaʋuŋgana, naʋakaŋga ʋabva kumaguta ose ʋaȿika kwaari, akataura nomufananidzo, akati: See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vanhu vazhinji-zhinji vakati vaungana, navakanga vabva kumaguta ose vakasvika kwaari, akataura nomufananidzo, akati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pakati paunganwa nechita chikuru chavanhu vachibva muguta neguta vachiuya kwaari, akavataurira nomuenzaniso uyu achiti: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pakati paunganwa nechita chikuru chavanhu vachibva muguta neguta vachiuya kwaari, akavataurira nomuenzaniso uyu achiti: See the chapter |