Ruka 8:33 - Shona BIBLE33 Mweya yakaipa ikabuda kumunhu, ikapinda munguruve; ipapo boka rakamhanyira kumawere kugungwa, rikanyura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Mŋeya yakaipa ikaɓuɗa kumunhu, ikapinda muŋguruʋe; ipapo ɓoka rakamhanyira kumawere kuguŋgwa, rikaɓitirirwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Mweya yakaipa ikabuda kumunhu, ikapinda munguruve; ipapo boka rakamhanyira kumawere kugungwa, rikagaramo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mweya yakaipa yakabuda mumunhu uya ikapinda munguruve dziya. Danga riya rakati ware roteremuka napamawere marefu ndiye rove rove mugungwa kunyura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mweya yakaipa yakabuda mumunhu uya ikapinda munguruve dziya. Danga riya rakati ware roteremuka napamawere marefu ndiye rove rove mugungwa kunyura. See the chapter |