Ruka 8:3 - Shona BIBLE3 naJohana, mukadzi waKuza, mutariri waHerodhi, naSusana, navamwe vazhinji, vaimushumira nezvavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 naJohana, mukadzi waKuza, mutariri waHerode, naSusana, naʋamŋe ʋazhinji, ʋaimushumira neɀaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 naJohana, mukadzi waKuza, mutariri waHerodhi, naSusana, navamwe vazhinji, vaimushumira nezvavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 naJoana mudzimai waKusa, mushandi waHerodhi naSuzana navamwe vazhinji vaivariritira nezvinhu zvavo pachavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 naJoana mudzimai waKusa, mushandi waHerodhi naSuzana navamwe vazhinji vaivariritira nezvinhu zvavo pachavo. See the chapter |