Ruka 7:46 - Shona BIBLE46 “Hauna kundizodza musoro wangu namafuta, asi uyu akazodza tsoka dzangu namafuta okuzora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Hauna‐kundizodza musoro waŋgu namafuta, asi uyu wakazodza tsoka dzaŋgu necizoro. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 “Hauna kundizodza musoro wangu namafuta, asi uyu akazodza tsoka dzangu namafuta okuzora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Iwe hauna kuzora musoro wangu namafuta asi iye azora tsoka dzangu namafuta anonhuhwirira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Iwe hauna kuzora musoro wangu namafuta asi iye azora tsoka dzangu namafuta anonhuhwirira. See the chapter |