Ruka 7:1 - Shona BIBLE1 Zvino akati apedzisa mashoko ake ose, vanhu vachianzwa, akapinda Kapenaume. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakati apedzisa mashoko ake ose, ʋanhu ʋacianzwa, akapinda Kapernaume. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akati apedzisa mashoko ake ose, vanhu vachianzwa, akapinda Kapenaume. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti Jesu apedza kutaura mashoko ake ose kuvanhu vakanga vakateerera, akapinda muKapenaumu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti Jesu apedza kutaura mashoko ake ose kuvanhu vakanga vakateerera, akapinda muKapenaumu. See the chapter |