Ruka 5:33 - Shona BIBLE33 Zvino vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani vanozvinyima zvokudya kazhinji, vachikumbira; navaVaFarisi vanodarowo, asi venyu vanodya nokunwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino ʋakati kwaari: Ʋadzidzi ʋaJohane ʋanoɀinyima ɀokudya kazhinji, ʋacikumbira; naʋaʋaFarise ʋanoɗaro ʋo, asi ʋenyu ʋanodya nokunwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Zvino vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani vanozvinyima zvokudya kazhinji, vachikumbira; navavaFarisi vanodarowo, asi venyu vanodya nokunwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vanhu vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani vanotsanya kazhinji, vachiita minamato, navadzidzi vavaFarisei vanodarowo, asi venyu vanodya nokunwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vanhu vakati kwaari, “Vadzidzi vaJohani vanotsanya kazhinji, vachiita minamato, navadzidzi vavaFarisei vanodarowo, asi venyu vanodya nokunwa.” See the chapter |