Online Bible

- Advertisements -




Ruka 5:3 - Shona BIBLE

3 Akapinda mune rimwe igwa, raiva raSimoni, akakumbira kwaari kuti abve pamhenderekedzo zvishoma apinde mumvura. Zvino akagara, akadzidzisa vanhu vazhinji, ari muigwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Akapinda munerimŋe igwa, raiʋa raSimoni, akakumbira kwaari kuti abve pamhenderekedzo paɗuku apinde mumʋura. Ɀino akagara, akadzidzisa ʋanhu ʋazhinji, ari mugwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Akapinda mune rimwe igwa, raiva raSimoni, akakumbira kwaari kuti abve pamhenderekedzo zvishona apinde mumvura. Zvino akagara, akadzidzisa vanhu vazhinji, ari muigwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Jesu akapinda mune rimwe igwa raiva riri raSimoni, akamukumbira kuti asuduruke abve kumucheto zvishoma. Zvino akagara mugwa muya akadzidzisa vanhu vazhinji arimo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Jesu akapinda mune rimwe igwa raiva riri raSimoni, akamukumbira kuti asuduruke abve kumucheto zvishoma. Zvino akagara mugwa muya akadzidzisa vanhu vazhinji arimo.

See the chapter Copy




Ruka 5:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements