Ruka 4:4 - Shona BIBLE4 Jesu akamupindura, akati, “Kwakanyorwa kuti munhu haangararami nechingwa bedzi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akamupindura, akati: Kwakanyorwa kuti munhu haaŋgararami neciŋgwa ɓedzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akamupindura, akati, “Kwakanyorwa kuti munhu haangararami nechingwa bedzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ” See the chapter |