Ruka 4:2 - Shona BIBLE2 achiedzwa naDhiabhori mazuva ana makumi mana. Akanga asingadyi chinhu namazuva iwayo; zvino akati apera, akaziya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 aciidzwa naDiaborosi mazuʋa anamakumi manna. Wakaŋga asiŋgadyi cinhu namazuʋa iwayo; ɀino akati apera, akaziya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 achiedzwa naDhiabhori mazuva ana makumi mana. Akanga asingadyi chinhu namazuva iwayo; zvino akati apera, akaziya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara. See the chapter |