Ruka 3:8 - Shona BIBLE8 Naizvozvo berekai zvibereko zvakafanira kutendeuka; musatanga kureva mumwoyo menyu, muchiti, Abhurahamu ndibaba vedu; nokuti ndinoti kwamuri, Mwari angamutsira Abhurahamu vana pamabwe awa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Naiɀoɀo ɓerekai ɀiɓereko ɀakafanira kutendeʋuka; musataŋga kureʋa mumŋoyo menyu, muciti: Abrahama ndiɓaɓa ʋeɗu; nokuti ndinoti kwamuri: Mŋari uŋgamutsira Abrahama ʋana pamabge awa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Naizvozvo berekai zvibereko zvakafanira kutendeuka; musatanga kureva mumwoyo menyu, muchiti, Abhurahamu ndibaba vedu; nokuti ndinoti kwamuri, Mwari angamutsira Abhurahamu vana pamabwe awa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Naizvozvo berekai michero inowirirana nokupinduka kwenyu, uye musavambe kuzviti, ‘Tina Abhurahamu sababa vedu, nokuti ndinoti kwamuri, Mwari anogona kumutsira Abhurahamu vana kubva kumatombo aya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Naizvozvo berekai michero inowirirana nokupinduka kwenyu, uye musavambe kuzviti, ‘Tina Abhurahamu sababa vedu, nokuti ndinoti kwamuri, Mwari anogona kumutsira Abhurahamu vana kubva kumatombo aya. See the chapter |