Ruka 3:7 - Shona BIBLE7 Naizvozvo akati kuvazhinji vaiuya kuzobhabhatidzwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize kutsamwa kunouya? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Naiɀoɀo wakati kuʋazhinji ʋaiʋuya kuzobapatidzwa naye: Imi ʋana ʋenyoka, ndianiko wakakunyeʋerai kuti mutize kutsamŋa kunoʋuya? See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Naizvozvo akati kuvazhinji vaiuya kuzobhabhatidzwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize kutsamwa kunouya? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Naizvozvo akati kuhuzhinji hwavanhu vaiuya kwaari kuzoombekwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize chirango chirikuuya? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Naizvozvo akati kuhuzhinji hwavanhu vaiuya kwaari kuzoombekwa naye, “Imi vana venyoka, ndianiko akakunyeverai kuti mutize chirango chirikuuya? See the chapter |