Ruka 24:9 - Shona BIBLE9 vakadzoka vachibva kuhwiro, vakaudza vane gumi nomumwe navamwe vose zvinhu izvozvo zvose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 ʋakadzoka ʋacibva kubgiro, ʋakaʋudza ʋanegumi nomumŋe naʋamŋe ʋose ɀinhu iɀoɀo ɀose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 vakadzoka vachibva kubwiro, vakaudza vane gumi nomumwe navamwe vose zvinhu izvozvo zvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pavakadzoka kumakuva vakataurira zvose izvi kuna vane gumi nomumwe nokuna vamwe vose. See the chapter |