Ruka 24:4 - Shona BIBLE4 Zvino vakati vachakanganiswa nazvo, tarira, varume vaviri vakamira navo vane nguo dzinopenya; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋakati ʋacakaŋganiswa naɀo, tarira, ʋarume ʋaʋiri ʋakamira naʋo ʋaneŋguʋo dzinopenya; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vakati vachakanganiswa nazvo, tarira, varume vaviri vakamira navo vane nguo dzinopenya; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vachiri mukukangaidzwa naizvozvi, havo varume vaviri vakaerekana vamira pavaiva vaine hanzu dzaipenya zvikuru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vachiri mukukangaidzwa naizvozvi, havo varume vaviri vakaerekana vamira pavaiva vaine hanzu dzaipenya zvikuru. See the chapter |