Ruka 22:2 - Shona BIBLE2 Vapristi vakuru navanyori vakatsvaka kuti vangamuuraya sei; nokuti vakanga vachitya vanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋaprista ʋakuru naʋanyori ʋakatȿaka kuti ʋaŋgamuʋuraya sei; nokuti ʋakaŋga ʋacitya ʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Vapristi vakuru navanyori vakatsvaka kuti vangamuuraya sei; nokuti vakanga vachitya vanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakanga vachitsvaka kuti vangamuuraye sei nokuti vaitya vanhu. See the chapter |