Ruka 20:2 - Shona BIBLE2 vakataura, vakati kwaari, “Tiudzei, kuti munoita zvinhu izvi nesimba ripi, kana ndianiko akakupai simba iri?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakataura, ʋakati kwaari: Tiʋudzei, kuti munoita ɀinhu iɀi nesimba ripi, kana ndianiko wakakupai simba iri? See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 vakataura, vakati kwaari, “Tiudzei, kuti munoita zvinhu izvi nesimba ripi, kana ndianiko akakupai simba iri?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba raani kana kuti ndiani akakupa simba irori?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba raani kana kuti ndiani akakupa simba irori?” See the chapter |