Ruka 2:52 - Shona BIBLE52 Jesu akaramba achienda mberi pakuchenjera, napakukura, napakufadza Mwari navanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Jesu akaramba acienda mberi pakucenjera, napakukura, napakufadza Mŋari naʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200252 Jesu akaramba achienda mberi pakuchenjera, napakukura, napakufadza Mwari navanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Zvino Jesu akakura muungwaru, nomumhu wake, nomukudiwa naMwari navanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona52 Zvino Jesu akakura muungwaru, nomumhu wake, nomukudiwa naMwari navanhu. See the chapter |