Ruka 2:43 - Shona BIBLE43 Vakati vapedza mazuva, pakudzoka kwavo mwana Jesu akasara Jerusaremu, vabereki vake vasingazivi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ʋakati ʋapedza mazuʋa, pakudzoka kwaʋo mŋana Jesu akasara Jerusarema, ʋaɓereki ʋake ʋasiŋgaziʋi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200243 Vakati vapedza mazuva, pakudzoka kwavo mwana Jesu akasara Jerusaremu, vabereki vake vasingazivi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Zvino kuzoti mazuva makuru ePasika apera, vodzokera kumusha, mukomana Jesu akasara kuJerusaremu. Vabereki vake havana kuzviziva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona43 Zvino kuzoti mazuva makuru ePasika apera, vodzokera kumusha, mukomana Jesu akasara kuJerusaremu. Vabereki vake havana kuzviziva. See the chapter |