Online Bible

- Advertisements -

Ruka 2:37 - Shona BIBLE

37 akanga ari chirikadzi yaiva namakore makumi masere namana, akanga asingabvi mutemberi, achishumira Mwari nokuzvinyima zvokudya nokukumbira usiku namasikati.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 wakaŋga ari cirikadzi yaiʋa namakore makumi masere namanna), wakaŋga asiŋgabvi mutembere, acishumira Mŋari nokuɀinyima ɀokudya nokukumbira ʋusiku namasikati.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

37 akanga ari chirikadzi yaiva namakore makumi masere namana, akanga asingabvi mutemberi, achishumira Mwari nokuzvinyima zvokudya nokukumbira usiku namasikati.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 ndokuzogara sechirikadzi kusvikira ava namakore makumi masere ana mana. Haaisiyana neTemberi, maaishandira Mwari siku nesikati, nokutsanya nokunamata.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 ndokuzogara sechirikadzi kusvikira ava namakore makumi masere ana mana. Haaisiyana neTemberi, maaishandira Mwari siku nesikati, nokutsanya nokunamata.

See the chapter Copy

Ruka 2:37

Follow us:

Advertisements

Advertisements