Ruka 2:33 - Shona BIBLE33 Baba vake namai vake vakashamiswa nezvakarehwa pamusoro pake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ƃaɓa ʋake namai ʋake ʋakashamiswa neɀakarebga pamsoro pake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Baba vake namai vake vakashamiswa nezvakarehwa pamusoro pake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Baba vake naamai vake vakashamiswa vachinzwa zvakataurwa nezvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Baba vake naamai vake vakashamiswa vachinzwa zvakataurwa nezvake. See the chapter |