Online Bible

- Advertisements -




Ruka 2:22 - Shona BIBLE

22 Zvino mazuva okuzvinatsa kwavo nomurairo waMosesi akati apera, vakaenda naye Jerusaremu, kuti vamuise pamberi paIshe;

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino mazuʋa okuɀinatsa kwaʋo nomurairo waMosesi akati apera, ʋakaenda naye Jerusarema, kuti ʋamuise pamberi paShe;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino mazuva okuzvinatsa kwavo nomurayiro waMosesi akati apera, vakaenda naye Jerusaremu, kuti vamuise pamberi paIshe;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Kuzoti nguva yokuchenurwa kwavo yakwana, vakakwira nomwana kuJerusaremu kundomusuma kuna Tenzi sezvaidikanwa nomutemo waMosesi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Kuzoti nguva yokuchenurwa kwavo yakwana, vakakwira nomwana kuJerusaremu kundomusuma kuna Tenzi sezvaidikanwa nomutemo waMosesi.

See the chapter Copy




Ruka 2:22

Follow us:

Advertisements


Advertisements