Ruka 19:9 - Shona BIBLE9 Jesu akati kwaari, “Nhasi ruponeso rwasvika paimba ino; nokuti naiyewo mwanakomana waAbhurahamu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jesu akati kwaari: Nhasi ruponeso rwaȿika paimba ino; nokuti naiye ʋo mŋanakomana waAbrahama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Jesu akati kwaari, “Nhasi ruponeso rwasvika paimba ino; nokuti naiyewo mwanakomana waAbhuruhamu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akati kwaari, “Nhasi uno ruponeso rwauya kumba ino nokuti murume uyu mwanakomanawo waAbhurahamu See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akati kwaari, “Nhasi uno ruponeso rwauya kumba ino nokuti murume uyu mwanakomanawo waAbhurahamu See the chapter |