Ruka 18:2 - Shona BIBLE2 akati, “Mune rimwe guta makanga munomumwe mutongi, akanga asingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati: Munerimŋe guta makaŋga munomumŋe mutoŋgi, wakaŋga asiŋgatyi Mŋari, kana kuʋa nehanya nomunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 akati, “Mune rimwe guta makanga munomumwe mutongi, akanga asingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari kana kuzeza munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari kana kuzeza munhu. See the chapter |