Ruka 16:2 - Shona BIBLE2 Ipapo akamudana, akati kwaari, ‘Izvi zvandinonzwa pamusoro pako ndezveiko? Chizvidavirira pamusoro pohutariri hwako; nokuti haungazovi mutariri.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo akamuɗana, akati kwaari: Iɀi ɀandinonzwa pamsoro pako ndeɀeiko? Ciɀiɗaʋirira pamsoro poʋutariri bgako; nokuti hauŋgazoʋi mutariri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo akamudana, akati kwaari, ‘Izvi zvandinonzwa pamusoro pako ndezveiko? Chizvidavirira pamusoro pohutariri hwako; nokuti haungazovi mutariri.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akamudaidza akamuti, ‘Chii ichi chandiri kunzwa nezvako? Ndipire nezveutariri hwako ndinzwe nokuti hauchavi mutaririzve.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akamudaidza akamuti, ‘Chii ichi chandiri kunzwa nezvako? Ndipire nezveutariri hwako ndinzwe nokuti hauchavi mutaririzve.’ See the chapter |