Ruka 10:4 - Shona BIBLE4 Musatora chikwama, kana hombodo, kana shangu; musakwazisa munhu panzira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Musatora cikwama, kana homboɗo, kana shaŋgu; musakwazisa munhu panzira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Musatora chikwama, kana hombodo, kana shangu; musakwazisa munhu panzira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Regai kutakura chikwama kana nhava kana shangu. Musakwazise munhu panzira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Regai kutakura chikwama kana nhava kana shangu. Musakwazise munhu panzira. See the chapter |