Ruka 1:3 - Shona BIBLE3 neniwo, ndakati ndanatsofeya zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanaka kuti ndikunyorereiwo nokutevedzanisa, imi Tiofiro, makakurumbira; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 neni ʋo, ndakati ndanatso‐feya ɀose kubva pakutaŋga, ndakati ɀakanaka kuti ndikunyorerei ʋo nokuteʋedzanisa, imi Teofiro, makakurumbira; See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 neniwo, ndakati ndanatsofeya zvose kubva pakutanga, ndakati zvakanaka kuti ndikunyorereiwo nokutevedzanisa, imi Teofiro, makakurumbira; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 neniwo, mushure mokunyatsotsvagisisa zvinhu zvose nemazvo, kubvira kumavambo azvo, ndakazviona chiri chinhu chakanaka kuti, ndikunyorerei rondedzero yazvo yakakwana, imi vaTeofiro vanoremekedzwa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 neniwo, mushure mokunyatsotsvagisisa zvinhu zvose nemazvo, kubvira kumavambo azvo, ndakazviona chiri chinhu chakanaka kuti, ndikunyorerei rondedzero yazvo yakakwana, imi vaTeofiro vanoremekedzwa, See the chapter |