Online Bible

- Advertisements -

Numeri 9:11 - Shona BIBLE

11 Ivo vanofanira kuidya nomwedzi wechipiri, nezuva regumi namana, madekwana; vanofanira kuidya nechingwa chisina kuviriswa nemiriwo inovava.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Iʋo ʋanofanira kuidya nomŋedzi wecipiri, nezuʋa regumi namanna, maɗekwana; ʋanofanira kuidya neciŋgwa cisina‐kuʋiriswa nemiriʋo inoʋaʋa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ivo vanofanira kuidya nomwedzi wechipiri, nezuva regumi namana, madekwana; vanofanira kuidya nechingwa chisina kuviriswa nemiriwo inovava.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 anofanira kuzoichengeta. Ngavaichengete mumwedzi wechipiri pazuva regumi nechina zuva rodoka, vaidye pamwechete nemiriwo inovava nechingwa chisina mbiriso,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 anofanira kuzoichengeta. Ngavaichengete mumwedzi wechipiri pazuva regumi nechina zuva rodoka, vaidye pamwechete nemiriwo inovava nechingwa chisina mbiriso,

See the chapter Copy

Numeri 9:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements