Numeri 9:10 - Shona BIBLE10 “Taura navana VaIsiraeri, uti, ‘Kana mumwe wenyu, kana wavana venyu, achinge ava usina kunaka nokuda kwechitunha, kana zvimwe ari kurwendo ruri kure, kunyangwe zvakadaro anofanira kutamba Pasika yaJehovha.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana mumŋe wenyu, kana waʋana ʋenyu, aciŋge aʋa usina‐kunaka nokuɗa kwecitunha, kana ɀimŋe ari kurwendo ruri kure, kunyaŋge ɀakaɗaro unofanira kutamba paseka yaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana mumwe wenyu, kana wavana venyu, achinge ava usina kunaka nokuda kwechitunha, kana zvimwe ari kurwendo ruri kure, kunyange zvakadaro anofanira kutamba Pasika yaJehovha.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Taurira vaIsiraeri uchiti ani naani wenyu kana mumwe wechizvarwa chenyu anenge abata chitunha chikamun'oresa, nyangwe anenge ari kure, ari parwendo, kana achida kuchengeta Pasika yaTenzi, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Taurira vaIsiraeri uchiti ani naani wenyu kana mumwe wechizvarwa chenyu anenge abata chitunha chikamun'oresa, nyangwe anenge ari kure, ari parwendo, kana achida kuchengeta Pasika yaTenzi, See the chapter |