Numeri 8:25 - Shona BIBLE25 asi kana vasvika makore ana makumi mashanu vanofanira kurega basa iri; havachafaniri kubata; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 asi kana ʋaȿika makore anamakumi mashanu ʋanofanira kurega ɓasa iri; haʋacafaniri kuɓata; See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 asi kana vasvika makore ana makumi mashanu vanofanira kurega basa iri; havachafaniri kubata; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana vava namakore makumi mashanu ngavazorodzwe kuita basa iroro vachirega kuita basa iroro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana vava namakore makumi mashanu ngavazorodzwe kuita basa iroro vachirega kuita basa iroro. See the chapter |