Numeri 7:48 - Shona BIBLE48 Nezuva rechinomwe Erishama, mwanakomana waAmihudhi, muchinda wavana vaEfuremu, akauya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Nezuʋa recinomŋe Erishama, mŋanakomana waAmihudi, mucinda waʋana ʋaEfraimi, wakaʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 Nezuva rechinomwe Erishama, mwanakomana waAmihudhi, muchinda wavana vaEfuremu, akauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Pazuva rechinomwe racho, kwakauyawo Erishama mwanakomana waAmihudhi, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaEfuraimu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 Pazuva rechinomwe racho, kwakauyawo Erishama mwanakomana waAmihudhi, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaEfuraimu. See the chapter |