Numeri 7:36 - Shona BIBLE36 Nezuva reshanu Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, muchinda wavana vaSimeoni, akauya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nezuʋa reshanu Sherumieri, mŋanakomana waZurishadai, mucinda waʋana ʋaSimeoni, wakaʋuya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Nezuva reshanu Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, muchinda wavana vaSimeoni, akauya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pazuva rechishanu racho, kwakauyawo Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaSimeoni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Pazuva rechishanu racho, kwakauyawo Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaSimeoni. See the chapter |