Numeri 6:7 - Shona BIBLE7 Haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwababa vake, kana nokuda kwamai vake, kana nokuda kwomun'una wake, kana nokuda kwehanzvadzi yake, kana vafa; nokuti akazvitsaurira Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Haafaniri kuɀiȿiɓisa nokuɗa kwaɓaɓa ʋake, kana nokuɗa kwamai ʋake, kana nokuɗa kwomunuŋuna wake, kana nokuɗa kwehanɀadzi yake, kana ʋafa; nokuti wakaɀitsaurira Mŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwababa vake, kana nokuda kwamai vake, kana nokuda kwomun’una wake, kana nokuda kwehanzvadzi yake, kana vafa; nokuti akazvitsaurira Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 chingave chitunha chababa vake kana amai vake kana chomukoma kana munun'una wake, kana chehanzvadzi yake kana vakafa haafaniri kunzvin'oresa chiratidzo chokuzvipira kwake chiri pamusoro wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 chingave chitunha chababa vake kana amai vake kana chomukoma kana munun'una wake, kana chehanzvadzi yake kana vakafa haafaniri kunzvin'oresa chiratidzo chokuzvipira kwake chiri pamusoro wake. See the chapter |