Online Bible

- Advertisements -




Numeri 6:3 - Shona BIBLE

3 anofanira kuramba waini nezvinodhaka; haafaniri kunwa vhiniga yakagadzirwa kubva kuwaini, kana zvinodhaka, uye haafaniri kunwa muto wemizambiringa, kana kudya mazambiringa matsva kana akaomeswa.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 unofanira kuramba waini neɀinoɓata; haafaniri kunwa vinega yewaini, kana vinega yeɀinoɓata, ʋuye haafaniri kunwa muto wemizambiriŋga, kana kudya mazambiriŋga matȿa kana akawomeswa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 anofanira kuramba waini nezvinobata; haafaniri kunwa vhiniga yewaini, kana vhiniga yezvinobata, uye haafaniri kunwa muto wemizambiringa, kana kudya mazambiringa matsva kana akaomeswa.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 ngaarege kunwa waini kana doro. Ngaarege kunwa vhiniga yakaitwa newaini kana nedoro kana kunwa muto kana kudya magirepisi manyoro kana akaomeswa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 ngaarege kunwa waini kana doro. Ngaarege kunwa vhiniga yakaitwa newaini kana nedoro kana kunwa muto kana kudya magirepisi manyoro kana akaomeswa.

See the chapter Copy




Numeri 6:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements