Numeri 5:6 - Shona BIBLE6 “Taura navana VaIsiraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi achinge atadza nokutadza kwavanhu, akatadzira Jehovha, munhu uyu akava nemhosva; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana murume kana mukadzi aciŋge atadza nokutadza kwaʋanhu, akatadzira Jehova, munhu uyu akaʋa nemhoȿa; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana murume kana mukadzi achinge atadza nokutadza kwavanhu, akatadzira Jehovha, munhu uyu akava nemhosva; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Udza vaIsiraeri kuti kana munhu atadzira mumwe, munhu iyeyu atopesana naTenzi. See the chapter |