Numeri 5:14 - Shona BIBLE14 murume wake akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, wakasvibiswa; kana zvimwe akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, usina kusvibiswa; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 murume wake akaɓatwa nomŋeya weshuŋgu, akaʋa neshuŋgu nomukadzi wake, wakaȿiɓiswa; kana ɀimŋe akaɓatwa nomŋeya weshuŋgu, akaʋa neshuŋgu nomukadzi wake, usina‐kuȿiɓiswa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 murume wake akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, wakasvibiswa; kana zvimwe akabatwa nomweya weshungu, akava neshungu nomukadzi wake, usina kusvibiswa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ngatiti murume iyeyo afungidzira mukadzi wake akazvin'oresa, kana kuti mweya wokufungira unouya paari asi mukadzi wake asina kuzvin'oresa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ngatiti murume iyeyo afungidzira mukadzi wake akazvin'oresa, kana kuti mweya wokufungira unouya paari asi mukadzi wake asina kuzvin'oresa, See the chapter |